Zimbawean Diaspora
**When was the last time you ate sadza/isitshwala nematemba?
What of kugocha nyamakwaMereki? Kumbe ukubosa inyama koMtwakazi?**
*Hey, i know someone going home…maybe achadzoka nemazoe.
Teachers' salaries are now below the tax bracket….too bad, muface wangu muraiirdzi.
wanzwa here kuti Radio 2 yave kuLondon?...Hameo. I am told kune nuzipepa rinonzi Fusion. Mazimba tauya kuipa.
Paleta, ndabva kushift i have to sleep *